1. 1

    Oliver Mtukudzi - Neria

  2. 2

    Oliver Mtukudzi - Todii

  3. 3

    Oliver Mtukudzi - Kunze Kwadoka

  4. 4

    Oliver Mtukudzi - Wasakara

  5. 5

    Oliver Mtukudzi - Ivai Navo

  6. 6

    Oliver Mtukudzi - Murime Munhu

  7. 7

    Oliver Mtukudzi - mutserendende

  8. 8

    Oliver Mtukudzi - Ndima Ndapedza

  9. 9

    Oliver Mtukudzi - Tozeza

  10. 10

    Oliver Mtukudzi - Ndakuvara

  11. 11

    Oliver Mtukudzi - Ngoma Nehosho

  12. 12

    Oliver Mtukudzi - Tarirai

  13. 13

    Oliver Mtukudzi - wagona fani

Imi baba manyanya
Aha
Imi baba manyanya

Imi baba manyanya
Kurova mai
Ndimi baba manyanya
Kutuka mai

Motu isu vana tofara sei
Isu vana tofara sei ko
Kana mai vachuchema pameso pedu
Kana mai vachingochema pamberi pedu

Imi baba manyanya
Kurova mai
Ndimi baba manyanya
Kutuka mai

Monoti isu vana tofara sei
Isu vana tofara sei ko
Kana mai vachuchema pameso pedu
Kana mai vachingochema pamberi pedu

Mati panga hangu ndifire pavana
Roba hangu ndifire ho pavana vangu ava

Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Vhauya vadakwa ((tozeza baba)

Tozeza baba (tozeza baba)
Baba chidakwa (tozeza baba)
Tozeza baba ava (tozeza baba)
Vhauya vakorewa avha (tozeza baba)

Hoi hoi hoi manyanya

Chavanotadza chi ko
Chonomirira madakiwa
Idoro here rinoti
Mai ngavatukwe
Idoro here rinoti
Mai ngavarovwe

Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Vhauya vadakwa ((tozeza baba)

Tozeza baba (tozeza baba)
Baba chidakwa (tozeza baba)
Tozeza baba ava (tozeza baba)
Vhauya vakorewa avha (tozeza baba)

Hoi hoi hoi manyanya

Oh, oh, oh (ho aya oh)
Oh, oh, oh (ho aya oh)
Oh, oh, oh (ho aya oh)
Oh, oh, oh (ho aya oh)
Oh, oh, oh (ho aya oh)
Oh, oh, oh (ho aya oh)
Oh, oh, oh (ho aya oh)
Oh, oh, oh (ho baba)

(Ho baba)

Imi imi imi baba wangu (ho baba)
Imi imi imi baba wangu (ho baba)
Imi imi imi baba wangu (ho baba)
Imi imi imi baba wangu (ho baba)
Imi imi imi baba wangu (ho baba)

Playlists relacionadas Ver mais playlists

Momentos

O melhor de 3 artistas combinados