1. 1

    Jah Prayzah - Dzamutsana

  2. 2

    Jah Prayzah - Chiremerera

  3. 3

    Jah Prayzah - Mdara Vachauya

  4. 4

    Jah Prayzah - Miteuro

  5. 5

    Jah Prayzah - Chengetedza

  6. 6

    Jah Prayzah - Asante

  7. 7

    Jah Prayzah - Mukwasha

  8. 8

    Jah Prayzah - Sadza Nemuriwo

  9. 9

    Jah Prayzah - kumahumbwe

  10. 10

    Jah Prayzah - Munyaradzi

  11. 11

    Jah Prayzah - Nyaya Yerudo

  12. 12

    Jah Prayzah - Sarai

  13. 13

    Jah Prayzah - Chiramwiwa

  14. 14

    Jah Prayzah - Eriya

  15. 15

    Jah Prayzah - Sendekera (feat. Mafikizolo)

  16. 16

    Jah Prayzah - Hokoyo

  17. 17

    Jah Prayzah - Kana Ndana (feat. Zahara)

  18. 18

    Jah Prayzah - Mwana Wamambo

  19. 19

    Jah Prayzah - Nherera

  20. 20

    Jah Prayzah - Tonight

  21. 21

    Jah Prayzah - Wende

  22. 22

    Jah Prayzah - Dzirere

  23. 23

    Jah Prayzah - Jerusalema

  24. 24

    Jah Prayzah - Kure Kure

  25. 25

    Jah Prayzah - Kwayedza

  26. 26

    Jah Prayzah - Mbwende

  27. 27

    Jah Prayzah - Taura

Hamupore mukarwadziwa ndine hurombo shuwa
Datya kurinakurira warisimudzira wariyambutsira
Sandi nyore kusimudza machinda woyee
Mauya muri dzama dzama mototanga kudzana inga zuva ravira
Hamupore mukarwadziwa ndine hurombo shuwa
Datya kurinakurira warisimudzira wariyambutsira
Sandi nyore kusimudza machinda woyee
Mauya muri dzama dzama mototanga kudzana inga zuva ravira

Asante asante asante sana honde
Vamwe vanongondikandira mabhanan'ana hokoyo
Asante asante asante sana honde
Zvese ndichanozvitaura kuna Messiah hokoyo
Asante asante asante sana honde
Vamwe vanongondikandira mabhanan'ana hokoyo
Asante asante asante sana honde
Zvese ndichanozvitaura kuna Messiah hokoyo

Vanoda kuti ndigare ndiri Razaro kukokota
Pandinozoti ndirove ngoma uchanzwa vachipopota
Vanondishuvira misodzi asi ndiri nyeredzi
Ndinopenya semwedzi muchena
Vane ziso rerukodzi ziso remharadzi
Asi ndinopenya semwedzi muchena
Vane hutsinye havana moyo
Godo ravo rine mazimbe (rine mazimbe)
Moyo yavo ngaichene kuti ngwee (ngaichene kuti ngwee)
Hoyo mukaka haurungwe (mukaka haurungwe)

Asante asante asante sana honde
Vamwe vanongondikandira mabhanan'ana hokoyo
Asante asante asante sana honde
Zvese ndichanozvitaura kuna Messiah hokoyo
Asante asante asante sana honde
Vamwe vanongondikandira mabhanan'ana hokoyo
Asante asante asante sana honde
Zvese ndichanozvitaura ku---

Ndakaramba ndichidhabhura
Ziso rangu ndati ndavhura
Kusvikira ndaita ngura
Kusvikira ndapinda muguva
Pandimire ndini ndopaziva
Kundibata chete unenge wajuma
Handidzokere kuguma guma
Budiriro ndiyo yandinoshuva
Handidzokere kuguma guma
Budiriro ndiyo yandinoshuva

Hamupore mukarwadziwa ndine hurombo asikana
Datya kurinakurira warisimudzira wariyambutsira
Sandi nyore kusimudza machinda woyee
Mauya muri dzama dzama mototanga kudzana inga zuva ravira

Asante asante asante sana honde
Vamwe vanongondikandira mabhanan'ana hokoyo
Asante asante asante sana honde
Zvese ndichanozvitaura kuna Messiah hokoyo
Asante asante asante sana honde
Vamwe vanongondikandira mabhanan'ana hokoyo
Asante asante asante sana honde
Zvese ndichanozvitaura kuna Messiah hokoyo

Iri ndobhanan'ana
Bango rinodzimba nyama
Hokoyo negandanga
Rinosiya marangwanda
Iri ndobhanan'ana
Bango rinodzimba nyama
Hokoyo negandanga
Rinosiya marangwanda
Zvakuseri munyengeri
Ukasapoterera haundione
Zvakuseri munyengeri
Wototenderera haundione
Zvakuseri munyengeri
Ukasapoterera haundione
Zvakuseri munyengeri
Wototenderera haundione

Playlists relacionadas Ver mais playlists

Momentos

O melhor de 3 artistas combinados