1. 1

    Jah Prayzah - Kure Kure

  2. 2

    Jah Prayzah - Asante

  3. 3

    Jah Prayzah - Dzamutsana

  4. 4

    Jah Prayzah - Mdara Vachauya

  5. 5

    Jah Prayzah - Kuno

  6. 6

    Jah Prayzah - Chengetedza

  7. 7

    Jah Prayzah - Chiremerera

  8. 8

    Jah Prayzah - Mukwasha

  9. 9

    Jah Prayzah - Eriya

  10. 10

    Jah Prayzah - Mwana Wamambo

  11. 11

    Jah Prayzah - Sendekera (feat. Mafikizolo)

  12. 12

    Jah Prayzah - Sarai

  13. 13

    Jah Prayzah - kumahumbwe

  14. 14

    Jah Prayzah - Munyaradzi

  15. 15

    Jah Prayzah - Nyaya Yerudo

  16. 16

    Jah Prayzah - Hokoyo

  17. 17

    Jah Prayzah - Miteuro

  18. 18

    Jah Prayzah - Nherera

  19. 19

    Jah Prayzah - Sadza Nemuriwo

  20. 20

    Jah Prayzah - Taura

  21. 21

    Jah Prayzah - Chiramwiwa

  22. 22

    Jah Prayzah - Dzirere

  23. 23

    Jah Prayzah - Jerusalema

  24. 24

    Jah Prayzah - Kana Ndana (feat. Zahara)

  25. 25

    Jah Prayzah - Kwayedza

  26. 26

    Jah Prayzah - Mbwende

  27. 27

    Jah Prayzah - Tonight

  28. 28

    Jah Prayzah - Wende

Dzamutsana

Jah Prayzah

Ah, ah, ah
Ah, ah, ah
Kubvira kare ndichikuda
Así baba wako vakandi zonda

Zvakangodaro ndai gogodza (Ndanga ndichiringa)
Dakara mai vangu vazobvunza (Ndanga ndichiringa)
Ndairinga nyangwe pose pawai tsika (Ndanga ndichiringa)
Nyeredzi nyamatsatse zvayadzika (Ndanga ndichiringa)
Dzaimira kufunga njere kurasika (Ndanga ndichiringa)
Dakara mai vangu vazobvunza (Ndanga ndichiringa)

Unombodei zvaunoonda
Unombonzwei paunomuona
Chingogachira kuti zvakakona
Zvime kuda rimwe zuva uchamuona

Dzamutsana mutsanawe tsuro nembwa (Dzamutsana)
Dzirikungotenderera sango reUzumba (Dzamutsana)
Ndizvo zvandakagara ndavaudza (Dzamutsana)
Kuti ndiro ruva randasarudza (Dzamutsana)
Inga ndochirwere chanditambudza (Dzamutsana)
MaNondo veNondo pururudza (Dzamutsana)

WeNondo Chihombe tanga kudzana (Dzamutsana)
Daira ukandida ndichakuroora (Dzamutsana)
Chinondi shungurudza ironda (Dzamutsana)
Kuti moyo wangu dai wazorora (Dzamutsana)

Mitoro yangu yose turuka (Dzamutsana)
Daira ukandida ndichakurera (Dzamutsana)
Moyo wangu unodisa kuti tose titambe (Chitekete)
Gwaro rerudo rinoti ngatifambe (Pamwechete)
Zuva ravira muchandiona ndava (Muberere)

Tichitamba tichifamba tichi dzikinya
Moyo wangu unodisa kuti tose titambe (Chitekete)
Gwaro rerudo rinoti ngatifambe (Pamwechete)
Zuva ravira muchandiona ndava (Muberere)

Tichifamba
Shaina tiwone
Uchiri mhandara
Uchiri mhandara
Wosarudza karokwe
Kanoti mbambamba

Shaina tiwone
Uchiri mhandara
Wosarudza karokwe
Kanoti mbambamba
Shaina tiwone
Uchiri mhandara

Ndanga chiringa ndaswera mujinga (Ndanga ndichiringa)
Urimo munzira yemutsime ndichiringa (Ndanga ndichiringa)
Pandangokuona kunzwa ropa mutsinga (Ndanga ndichiringa)
Pawangonyemwera ndabuda ziya (Ndanga ndichiringa)

Ndanga chiringa ndaswera mujinga (Ndanga ndichiringa)
Ndanga ndichiringa wakasenga svinga (Ndanga ndichiringa)
Uchienda nedhongi kuchigayo nchiringa (Ndanga ndichiringa)

Unombodei zvaunoonda
Unombonzwei paunomuona
Chingogachira kuti zvakakona
Zvime kuda rimwe zuva uchamuona

Dzamutsana mutsanawe tsuro nembwa (Dzamutsana)
Dzirikungotenderera sango reUzumba (Dzamutsana)
Ndizvo zvandakagara ndavaudza (Dzamutsana)
Kuti ndiro ruva randasarudza (Dzamutsana)

Inga ndochirwere chanditambudza (Dzamutsana)
MaNondo veNondo pururudza (Dzamutsana)
WeNondo Chihombe tanga kudzana (Dzamutsana)
Uchazongovanzwa voudzana udzana (Dzamutsana)

Chinondi shungurudza ironda (Dzamutsana)
Kuti moyo wangu dai wazorora (Dzamutsana)
Mitoro yangu yose turuka (Dzamutsana)
Daira ukandida ndichakurera (Dzamutsana)

Playlists relacionadas Ver mais playlists

Momentos

O melhor de 3 artistas combinados