1. 1

    Jah Prayzah - Kure Kure

  2. 2

    Jah Prayzah - Asante

  3. 3

    Jah Prayzah - Dzamutsana

  4. 4

    Jah Prayzah - Kuno

  5. 5

    Jah Prayzah - Mdara Vachauya

  6. 6

    Jah Prayzah - Chiremerera

  7. 7

    Jah Prayzah - Eriya

  8. 8

    Jah Prayzah - Chengetedza

  9. 9

    Jah Prayzah - Mukwasha

  10. 10

    Jah Prayzah - Mwana Wamambo

  11. 11

    Jah Prayzah - Sarai

  12. 12

    Jah Prayzah - Sendekera (feat. Mafikizolo)

  13. 13

    Jah Prayzah - Miteuro

  14. 14

    Jah Prayzah - Munyaradzi

  15. 15

    Jah Prayzah - Hokoyo

  16. 16

    Jah Prayzah - kumahumbwe

  17. 17

    Jah Prayzah - Nherera

  18. 18

    Jah Prayzah - Nyaya Yerudo

  19. 19

    Jah Prayzah - Taura

  20. 20

    Jah Prayzah - Tonight

  21. 21

    Jah Prayzah - Chiramwiwa

  22. 22

    Jah Prayzah - Dzirere

  23. 23

    Jah Prayzah - Jerusalema

  24. 24

    Jah Prayzah - Kana Ndana (feat. Zahara)

  25. 25

    Jah Prayzah - Kwayedza

  26. 26

    Jah Prayzah - Mbwende

  27. 27

    Jah Prayzah - Sadza Nemuriwo

  28. 28

    Jah Prayzah - Wende

Chengetedza

Jah Prayzah

Kumberi
Kumberi
Muchandiona
Muchandiona
Hmm muchandiona (Millitary Touch)
Chengetedza rudo rwemoyo wangu
Nyararidza kuchema kwehana yangu
Umire-mire ndirwire hondo dzangu
Ndokuti ndizive kuti ndiwe Darlie wangu
Chengetedza huchi hwandinomora
Ndiraramise nesadza raunomona
Kumarehwa-rehwa haiwa usandishora
Ndokuti ndizive kuti ndiwe Darlie wangu
Haiwa sango ndofura sora
Mwedzi ndoturunura

Gomo ndokoromora (chimhandara)
Kuti uzive kuti ndiwe darlie wangu
Kana sango ndofura sora
Mwedzi ndoturunura
Gomo ndokoromora (chimhandara)
Kuti uzive kuti ndiwe darlie wangu
Mbiri yekundari (nhamo)
Fume ndine mabori (dhiya)
Haungandishori (nhamo)
Rudo kumberi (dhiya)
Usandidire mari (ayee ayee yee)
Ndozvinoita ndizive kuti ndiwe darlie wangu
Mbiri yekundari (nhamo)
Fume ndine mabori (dhiya)
Haungandishori (nhamo)
Rudo kumberi (dhiya)
Usandidire mari (ayee ayee yee)

Ndozvinoita ndizive kuti ndiwe darlie wangu
Chii chakutambudza?
Pfumo rangu ndosimudza
Pasina anotiyanganutsa
Nyatsondicherechedza, sedziva ini ndoyeredza
Ndomira newe dhiya
Hee uchandiona
Ah yi hee ah hi yee
Chii chakutambudza?
Pfumo rangu ndosimudza
Pasina anotiyanganutsa
Nyatsondicherechedza, sedziva ini ndoyeredza
Ndomira newe dhiya
Hee uchandiona
Ah yi hee ah hi yee
Haiwa sango ndofura sora
Mwedzi ndoturunura

Gomo ndokoromora (chimhandara)
Kuti uzive kuti ndiwe darlie wangu
Kana sango ndofura sora
Mwedzi ndoturunura
Gomo ndokoromora (chimhandara)
Kuti uzive kuti ndiwe darlie wangu
Mbiri yekundari (nhamo)
Fume ndine mabori (dhiya)
Haungandishori (nhamo)
Rudo kumberi (dhiya)
Usandidire mari (ayee ayee yee)
Ndozvinoita ndizive kuti ndiwe darlie wangu
Mbiri yekundari (nhamo)
Fume ndine mabori (dhiya)
Haungandishori (nhamo)
Rudo kumberi (dhiya)
Usandidire mari (ayee ayee yee)
Ndozvinoita ndizive kuti ndiwe darlie wangu

Kumberi
Kumberi
Muchandiona
Muchandiona
Hmm muchandiona
Haiwa sango ndofura sora
Mwedzi ndoturunura
Gomo ndokoromora (chimhandara)
Kuti uzive kuti ndiwe darlie wangu
Kana sango (sango)

Playlists relacionadas Ver mais playlists

Momentos

O melhor de 3 artistas combinados