1. 1

    Jah Prayzah - Kure Kure

  2. 2

    Jah Prayzah - Dzamutsana

  3. 3

    Jah Prayzah - Kuno

  4. 4

    Jah Prayzah - Mdara Vachauya

  5. 5

    Jah Prayzah - Asante

  6. 6

    Jah Prayzah - Chiremerera

  7. 7

    Jah Prayzah - Mukwasha

  8. 8

    Jah Prayzah - Eriya

  9. 9

    Jah Prayzah - Nherera

  10. 10

    Jah Prayzah - Sarai

  11. 11

    Jah Prayzah - Sendekera (feat. Mafikizolo)

  12. 12

    Jah Prayzah - kumahumbwe

  13. 13

    Jah Prayzah - Taura

  14. 14

    Jah Prayzah - Tonight

  15. 15

    Jah Prayzah - Chengetedza

  16. 16

    Jah Prayzah - Jerusalema

  17. 17

    Jah Prayzah - Miteuro

  18. 18

    Jah Prayzah - Munyaradzi

  19. 19

    Jah Prayzah - Chiramwiwa

  20. 20

    Jah Prayzah - Dzirere

  21. 21

    Jah Prayzah - Hokoyo

  22. 22

    Jah Prayzah - Mwana Wamambo

  23. 23

    Jah Prayzah - Nyaya Yerudo

  24. 24

    Jah Prayzah - Sadza Nemuriwo

  25. 25

    Jah Prayzah - Kana Ndana (feat. Zahara)

  26. 26

    Jah Prayzah - Kwayedza

  27. 27

    Jah Prayzah - Mbwende

  28. 28

    Jah Prayzah - Wende

Sadza Nemuriwo

Jah Prayzah

Toenda kumberi
Tosimudza majita
Toenda kumberi
Tosimudza majita

Ndichocho chimhandhara chandairezvana
Nacho kumakura pasi pemutamba
Ndaigaro mukumbira chibuda munhanga
Ukaverengera ndichapare mhaka
Ndichocho chimhandhara chandairezvana
Nacho kumakura pasi pemutamba
Ndaigaro mukumbira chibuda munhanga
Ukaverengera ndichapare mhaka

Unotadza nei?
Kundipa rese? (Chimhandara)
Sadza nemuriwo (Chimhandara)
Ndakabvisa yese? (Chimhandara)
Unotadza nei?
Kundipa rese? (Chimhandara)
Sadza nemuriwo (Chimhandara)
Ndakabvisa yese? (Chimhandara)
Toenda kumberi
To
Toenda kumberi

Baba vaida bhachi
Sheti yeVersace
Vaida hwai
Mombe nemahachi
Vati tirakita
Zvese namakanika
Vati chingori pazana remombe dzinotsika
Taisa mutengo werusambo
Taisa chisungo tochitangisa mutambo
Taisa mutengo werusambo
Taisa chisungo tochitangisa mutambo

Unotadza nei?
Kundipa rese? (Chimhandara)
Sadza nemuriwo (Chimhandara)
Ndakabvisa yese? (Chimhandara)
Unotadza nei?
Kundipa rese? (Chimhandara)
Sadza nemuriwo (Chimhandara)
Ndakabvisa yese? (Chimhandara)

Popi popi ripopi popi popi popi
(Tshukucha tshucha cha cha)
Popi popi ripopi popi popi popi
(Tshukucha tshucha cha cha)
Popi popi ripopi popi popi popi
(Tshukucha tshucha cha cha)

Toenda kumberi mama simudza majita
Vamwe vaifunga kuti akakoriwa
Toenda kumberi mama simudza majita
Vamwe vaifunga kuti dzakadambuka
Toenda kumberi mama simudza majita
Vamwe vaifunga kuti dzakadambuka
Toenda kumberi mama simudza majita
Mira ndikwire muzambiringa

Ndidaidzire kuti zangarewa (huma huma ehhh ehhh)
Mira ndiridze ndanchiringa
Ndikomberedze zangarewa (huma huma ehhh ehhh)
Popi popi ripopi popi popi popi
(Chukucha chucha cha cha)
Popi popi ripopi popi popi popi
(Chukucha chucha cha cha)
Nhai tsvarakadenga zvaunondishayisa mashoko (huma huma ehhh ehhh)

Unotadza nei?
Kundipa rese? (Chimhandara)
Sadza nemuriwo (Chimhandara)
Ndakabvisa yese? (Chimhandara)
Unotadza nei?
Kundipa rese? (Chimhandara)
Sadza nemuriwo (Chimhandara)
Ndakabvisa yese? (Chimhandara

Playlists relacionadas Ver mais playlists

Momentos

O melhor de 3 artistas combinados