1. 1

    Jah Prayzah - Kure Kure

  2. 2

    Jah Prayzah - Asante

  3. 3

    Jah Prayzah - Dzamutsana

  4. 4

    Jah Prayzah - Kuno

  5. 5

    Jah Prayzah - Mdara Vachauya

  6. 6

    Jah Prayzah - Chiremerera

  7. 7

    Jah Prayzah - Eriya

  8. 8

    Jah Prayzah - Chengetedza

  9. 9

    Jah Prayzah - Mukwasha

  10. 10

    Jah Prayzah - Mwana Wamambo

  11. 11

    Jah Prayzah - Sarai

  12. 12

    Jah Prayzah - Sendekera (feat. Mafikizolo)

  13. 13

    Jah Prayzah - Miteuro

  14. 14

    Jah Prayzah - Munyaradzi

  15. 15

    Jah Prayzah - Hokoyo

  16. 16

    Jah Prayzah - kumahumbwe

  17. 17

    Jah Prayzah - Nherera

  18. 18

    Jah Prayzah - Nyaya Yerudo

  19. 19

    Jah Prayzah - Taura

  20. 20

    Jah Prayzah - Tonight

  21. 21

    Jah Prayzah - Chiramwiwa

  22. 22

    Jah Prayzah - Dzirere

  23. 23

    Jah Prayzah - Jerusalema

  24. 24

    Jah Prayzah - Kana Ndana (feat. Zahara)

  25. 25

    Jah Prayzah - Kwayedza

  26. 26

    Jah Prayzah - Mbwende

  27. 27

    Jah Prayzah - Sadza Nemuriwo

  28. 28

    Jah Prayzah - Wende

Mbwende

Jah Prayzah

Humbwende
Humbwende
Humbwende

Douyai varume tinoda kurangana
Humbwende humbwende
Padziva guru vanotya kuyambuka
Humbwende mukoma humbwende
Vanodedera iwe vanondandama
Humbwende humbwende

Imi daidzai mai varo vanomira naro
Humbwende mukoma humbwende
Imi daidzai mai varo vanomira naro
Humbwende mukoma humbwende
Mmm vaHombarume kuvata musango
Ndeha
Humbwende mukoma humbwende

Iwe zvavaremera kuteya mariva
Humbwende mukoma humbwende
Imi daidzai mai varo vanomira naro
Humbwende mukoma humbwende
Imi daidzai mai varo vanomira naro
Humbwende mukoma humbwende

Iwe pakudeketera
Mutopo wakanganwa
Humbwende mukoma humbwende
Iwe netsika dziya dzakarasika
Humbwende mukoma humbwende
Imi daidzai mai varo vanomira naro
Humbwende mukoma humbwende
Imi daidzai mai varo vanomira naro
Humbwende mukoma humbwende

Wotuka varipasi here
Iwe zvauriwe unomuka urere
Denga rine mhaka here
Iwe zvauriwe unomuka urere
Rinenge gondora riripamukaka
Rinogumburisa mhai
Rinenge gondora riripamukaka
Rinogumburisa mhai
Nhamo ichauya mukoma
Ukaringa zuva ndeha ndeha
Nhamo ichauya mukoma
Ukaringa zuva ndeha ndeha
Aiwa wandigumbura
Ihere ihere ihe-e
Ukaringa zuva ndeha ndeha
Taiti wakachangamuka
Ihere ihere ihe-e
Ukaringa zuva ndeha ndeha
Isu tirimajita
Toshandira kuguta
Vanoshandira kuputa
Huh humbwende
Mbijana mbijana
Pan'ono pan'ono
Kidogo kidogo
Kanc'ane kanc'ane
VaHombarume kuvata musango
Ndeha
Humbwende mukoma humbwende

Iwe zvavaremera kuteya mariva
Ndeha
Humbwende mukoma humbwende
Imi daidzai mai varo vanomira naro
Humbwende mukoma humbwende
Imi daidzai mai varo vanomira naro
Humbwende mukoma humbwende

Wotuka varipasi here
Iwe zvauriwe unomuka urere
Denga rine mhaka here
Iwe zvauriwe unomuka urere
Rinenge gondora riripamukaka
Rinogumburisa mhai
Rinenge gondora riripamukaka
Rinogumburisa mhai
Nhamo ichauya mukoma
Ukaringa zuva ndeha ndeha
Nhamo ichauya mukoma
Ukaringa zuva ndeha ndeha
Aiwa wandigumbura
Ihere ihere ihe-e
Ukaringa zuva ndeha ndeha
Taiti wakachangamuka
Ihere ihere ihe-e
Ukaringa zuva ndeha ndeha
Aiwa irombe nderako
Parinodzana unopururudza
Irombe nderako
Parinodzana unopururudza
Aiwa irombe nderako
Parinodzana unopururudza
Irombe nderako
Parinodzana unopururudza

Humbwende
Humbwende
Humbwende
Humbwende

Playlists relacionadas Ver mais playlists

Momentos

O melhor de 3 artistas combinados