1. 1

    Jah Prayzah - Dzamutsana

  2. 2

    Jah Prayzah - Chiremerera

  3. 3

    Jah Prayzah - Mdara Vachauya

  4. 4

    Jah Prayzah - Miteuro

  5. 5

    Jah Prayzah - Chengetedza

  6. 6

    Jah Prayzah - Asante

  7. 7

    Jah Prayzah - Mukwasha

  8. 8

    Jah Prayzah - Sadza Nemuriwo

  9. 9

    Jah Prayzah - kumahumbwe

  10. 10

    Jah Prayzah - Munyaradzi

  11. 11

    Jah Prayzah - Nyaya Yerudo

  12. 12

    Jah Prayzah - Sarai

  13. 13

    Jah Prayzah - Chiramwiwa

  14. 14

    Jah Prayzah - Eriya

  15. 15

    Jah Prayzah - Sendekera (feat. Mafikizolo)

  16. 16

    Jah Prayzah - Hokoyo

  17. 17

    Jah Prayzah - Kana Ndana (feat. Zahara)

  18. 18

    Jah Prayzah - Mwana Wamambo

  19. 19

    Jah Prayzah - Nherera

  20. 20

    Jah Prayzah - Tonight

  21. 21

    Jah Prayzah - Wende

  22. 22

    Jah Prayzah - Dzirere

  23. 23

    Jah Prayzah - Jerusalema

  24. 24

    Jah Prayzah - Kure Kure

  25. 25

    Jah Prayzah - Kwayedza

  26. 26

    Jah Prayzah - Mbwende

  27. 27

    Jah Prayzah - Taura

makadiiko changamire
maita maugana
moita musarinya
así tangai maudzana

hokoyo
dai wandirumbidza
kana ndakunakidza
nemutupo wakazara
nemashoko onogara

hokoyo
hwee ndoenda
vasikana ndoenda
hwee ndoenda
nemukombe ndoenda

hokoyo
vachakutsondoresa parukangara
vachakuvengera cheziya
vachakugumbura
pauchau ganidza pfuma
vachati unoroya

mwanangu uchaiona nhame yacho ichauya
pamuchakwira gomo mose muchinanaidzana
pamuchafamba munzira mwanangu
uchanzwa kurova kwehana
pauchaunganidza pfuma
vachati unoroya

mwanangu uchaiona nhamo yacho ichauya
hoye hoye, hoye hoye, hoye hoye
hoye hoye, hoye hoye, hoye hoye
hoye hoye, hoye hoye, hoye hoye
ndifukure pfimbi ndikange mbeu

ndodyiramvi
ndibatire tsindi
ndodyira shungu
handisi mudzimu ini
havana ganda kumeso
havana moyo munyoro

mwanangu uchaiona nhamo yacho ichauya
vakati nhamo ngaive zita rako
vakati nhamo ngaive nzira yako
paunounganidza pfuma
vanoti unoroya

mwanangu uchaiona nhamo yacho ichauya
mira ndikutaurire uyambuke usvike kure
mira ndikunamatire zvikomborero ugamuchire
kura uone kura
kura uone

mwanangu uchaiona nhamo yacho ichauya
mira ndikutaurire uyambuke usvike kure
mira ndikunamatire zvikomborero ugamuchire
kura uone kura
kura uone

mwanangu uchaiona nhamo yacho ichauya
hoye hoye, hoye hoye, hoye hoye
hoye hoye, hoye hoye, hoye hoye
hoye hoye, hoye hoye, hoye hoye
mwanangu terera

handina kukusarudza
ndini ndakubereka
pamwe pacho toudzana
kuti mvura ikauya
mhepo ikauya

usapinde mubako mune shato unorumwa
mwanangu terera
handina kukusarudza
ndini ndakubereka
pamwe pacho toudzana

kuti mvura ikauya
mhepo ikauya
usapinde mubako mune shato unorumwa
hoye hoye, hoye hoye, hoye hoye
hoye hoye, hoye hoye, hoye hoye
hoye hoye, hoye hoye, hoye hoye

Playlists relacionadas Ver mais playlists

Momentos

O melhor de 3 artistas combinados