1. 1

    Jah Prayzah - Dzamutsana

  2. 2

    Jah Prayzah - Chiremerera

  3. 3

    Jah Prayzah - Mdara Vachauya

  4. 4

    Jah Prayzah - Miteuro

  5. 5

    Jah Prayzah - Chengetedza

  6. 6

    Jah Prayzah - Asante

  7. 7

    Jah Prayzah - Mukwasha

  8. 8

    Jah Prayzah - Sadza Nemuriwo

  9. 9

    Jah Prayzah - kumahumbwe

  10. 10

    Jah Prayzah - Munyaradzi

  11. 11

    Jah Prayzah - Nyaya Yerudo

  12. 12

    Jah Prayzah - Sarai

  13. 13

    Jah Prayzah - Chiramwiwa

  14. 14

    Jah Prayzah - Eriya

  15. 15

    Jah Prayzah - Sendekera (feat. Mafikizolo)

  16. 16

    Jah Prayzah - Hokoyo

  17. 17

    Jah Prayzah - Kana Ndana (feat. Zahara)

  18. 18

    Jah Prayzah - Mwana Wamambo

  19. 19

    Jah Prayzah - Nherera

  20. 20

    Jah Prayzah - Tonight

  21. 21

    Jah Prayzah - Wende

  22. 22

    Jah Prayzah - Dzirere

  23. 23

    Jah Prayzah - Jerusalema

  24. 24

    Jah Prayzah - Kure Kure

  25. 25

    Jah Prayzah - Kwayedza

  26. 26

    Jah Prayzah - Mbwende

  27. 27

    Jah Prayzah - Taura

kumahumbwe

Jah Prayzah

Dai nguva Yaidzoka shure
Ndaingokumbira ndaimbodawo mukana mumwe
Dai hope dzandorota ndirere dai ndaidudzira pamwe nhasi ndinewe

Ndakanzwa kuti wakachata naGoliath
Washinga here wapeka mamonaki
(Ndizvo here)
Ndakanzwa kuti wakaenda naGoliath
Hoo ndizvo here zviri mumoyo zviri mukati

Taiti rure rure tose kumahumbwe
Taienda tose kuno chera makurwe
Taiti rure rure tose kumahumbwe
Taienda tose kuno chera makurwe

Mai Maria musande zvakatangira muzunde
Rashe
Tikasangana kutsime eh eh
Ndaiti simuka titambe
Haiwa putsa chirongo tiumbe chimwe
Chimwe tichadira doro renhimbe

Track "Jah Prayzah"
on Bandsintown
Rodney clean shizo
Millitary Touch

Dai nguva Yaidzoka shure
Ndaingokumbira ndaimbodawo mukana mumwe
Dai hope dzandorota ndirere dai ndaidudzira pamwe nhasi ndinewe

Ndakanzwa kuti wakachata naGoliath
Washinga here wapeka mamonaki
(Ndizvo here)
Ndakanzwa kuti wakaenda naGoliath
Hoo ndizvo here zviri mumoyo zviri mukati

Taiti rure rure tose kumahumbwe
Taienda tose kuno chera makurwe
Taiti rure rure tose kumahumbwe
Taienda tose kuno chera makurwe

Mai Maria musande zvakatangira muzunde
Rashe
Tikasangana kutsime eh eh
Ndaiti simuka titambe
Haiwa putsa chirongo tiumbe chimwe
Chimwe tichadira doro renhimbe

Lyrics continue below

FEATURED VIDEOLast.fm's Top Pop Tracks
Musharo wenzimbe ndiye mwene wenzimbe
Usarambe wakati nde usandiringe
Mwedzi wati jee nhonga nyama ka tidye
Wozotanga waverenga tsamba yandanyora
Tsamba yandanyora
Ndiyo tsamba yandanyora

Ndaiti rure rure taifamba tose kumahumbwe
Taienda tose eh eh kuno chera makurwe
Ndaiti rure rure taifamba tose kumahumbwe
Taienda tose eh eh kuno chera makurwe

Mudiwa ndakusuwa
Ndinongonzwa nemakuhwa kuti uriko moyo wangu unorwadza
Kudai ndakuona ronda riya ringa dai rapora
Moyo wangu wazoorora
Chokwadi moyo wangu unorwadza

Dai nguva Yaidzoka shure
Ndaingokumbira ndaimbodawo mukana mumwe
Dai hope dzandorota ndirere dai ndaidudzira pamwe nhasi ndinewe

Chibhanan'ana chato simudza chibenen'ene
Chikatapira chikofa mba n'a changamire
Darlie wangu ndirangarire padokodoko
Makarekare ataitamba chamupidigori
Taishuvira kuenda mberi
Zvakakona kana godobori
Zvose zvakaitaita mupidigari
Asi ndiani azoziva zvataizove
Ndiani azoziva uchazondisiya
Ndianiko aifungira zvichadaro zvikaguma
Zvakadaro ndino shuva uwane rugare

Rure rure taifamba tose kumahumbwe
Taienda tose eh eh kuno chera makurwe
Ndaiti rure rure taifamba tose kumahumbwe
Taienda tose eh eh kuno chera makurwe
Ndaiti rure rure taifamba tose kumahumbwe
Taienda tose eh eh kuno chera makurwe
Ndaiti rure rure taifamba tose kumahumbwe
Taienda tose eh eh kuno chera makurwe

Ndakanzwa kuti wakachata naGoliath
Washinga here wapeka mamonaki
Ndakanzwa kuti wakaenda naGoliath
Hoo ndizvo here zviri mumoyo zviri mukati

Playlists relacionadas Ver mais playlists

Momentos

O melhor de 3 artistas combinados