1. 1

    Jah Prayzah - Dzamutsana

  2. 2

    Jah Prayzah - Chiremerera

  3. 3

    Jah Prayzah - Mdara Vachauya

  4. 4

    Jah Prayzah - Miteuro

  5. 5

    Jah Prayzah - Chengetedza

  6. 6

    Jah Prayzah - Asante

  7. 7

    Jah Prayzah - Mukwasha

  8. 8

    Jah Prayzah - Sadza Nemuriwo

  9. 9

    Jah Prayzah - kumahumbwe

  10. 10

    Jah Prayzah - Munyaradzi

  11. 11

    Jah Prayzah - Nyaya Yerudo

  12. 12

    Jah Prayzah - Sarai

  13. 13

    Jah Prayzah - Chiramwiwa

  14. 14

    Jah Prayzah - Eriya

  15. 15

    Jah Prayzah - Sendekera (feat. Mafikizolo)

  16. 16

    Jah Prayzah - Hokoyo

  17. 17

    Jah Prayzah - Kana Ndana (feat. Zahara)

  18. 18

    Jah Prayzah - Mwana Wamambo

  19. 19

    Jah Prayzah - Nherera

  20. 20

    Jah Prayzah - Tonight

  21. 21

    Jah Prayzah - Wende

  22. 22

    Jah Prayzah - Dzirere

  23. 23

    Jah Prayzah - Jerusalema

  24. 24

    Jah Prayzah - Kure Kure

  25. 25

    Jah Prayzah - Kwayedza

  26. 26

    Jah Prayzah - Mbwende

  27. 27

    Jah Prayzah - Taura

Mdara Vachauya

Jah Prayzah

wandinzwa ndichidaidzira dhiya
ndikati dai wambotarisa nguva
nekuti zvimwe pamwe mhepo ichauya
así ramba uchingopenya kunge zuva
vakanetsa unoti mdhara achauya ahaha

mdhara wacho ishumba inoruma ahaha
unyerere uchingoshaina ahaha
unyerere uchingoshaina ahaha
kangoma kati kede kede aiwa tamba
chirega kuramba uchingonanaira kunge kamba
kamoto kerudo kamberevere musazokadzima
vanosara vachingoringa ringa ndanovhima

kuti dzive ngano, haiwa isungano
ichi chirangano, chibvumirano
vanoziva kuti mdhara achauya ahaha
mdhara wacho ishumba inoruma ahaha
unyerere uchingoshaina ahaha
unyerere uchingoshaina ahaha
ukandipa rudo ndogamuchira nemoyo wangu

ukaramba angova madzikirira kuhope dzangu
maona aqui chisikana chakachangamuka iruva rangu
vakanetsa ramba uchingotsika tsika dhiya wangu

kuti dzive ngano, haiwa isungano
ichi chirangano, chibvumirano
vanoziva kuti mdhara achauya ahaha
mdhara wacho ishumba inoruma ahaha
unyerere uchingoshaina ahaha
unyerere uchingoshaina ahaha

kangoma kati kede kede aiwa tamba
chirega kuramba uchingonanaira kunge kamba
kamoto kerudo kamberevere musazokadzima
vanosara vachingoringa ringa ndanovhima
kuti dzive ngano
haiwa isungano

ichi chirangano, chibvumirano
vanoziva kuti mdhara achauya ahaha
mdhara wacho ishumba inoruma ahaha
unyerere uchingoshaina ahaha
unyerere uchingoshaina ahaha
wandinzwa ndichidaidzira dhiya
ndikati dai wambotarisa nguva
nekuti zvimwe pamwe mhepo ichauya
así ramba uchingopenya kunge zuva
vakanetsa unoti mdhara achauya ahaha

mdhara wacho ishumba inoruma ahaha
unyerere uchingoshaina ahaha
unyerere uchingoshaina ahaha
unyerere uchingoshaina ahaha
unyerere uchingoshaina ahaha
ndanga ndina oskid

Playlists relacionadas Ver mais playlists

Momentos

O melhor de 3 artistas combinados