1. 1

    Jah Prayzah - Dzamutsana

  2. 2

    Jah Prayzah - Chiremerera

  3. 3

    Jah Prayzah - Mdara Vachauya

  4. 4

    Jah Prayzah - Miteuro

  5. 5

    Jah Prayzah - Chengetedza

  6. 6

    Jah Prayzah - Asante

  7. 7

    Jah Prayzah - Mukwasha

  8. 8

    Jah Prayzah - Sadza Nemuriwo

  9. 9

    Jah Prayzah - kumahumbwe

  10. 10

    Jah Prayzah - Munyaradzi

  11. 11

    Jah Prayzah - Nyaya Yerudo

  12. 12

    Jah Prayzah - Sarai

  13. 13

    Jah Prayzah - Chiramwiwa

  14. 14

    Jah Prayzah - Eriya

  15. 15

    Jah Prayzah - Sendekera (feat. Mafikizolo)

  16. 16

    Jah Prayzah - Hokoyo

  17. 17

    Jah Prayzah - Kana Ndana (feat. Zahara)

  18. 18

    Jah Prayzah - Mwana Wamambo

  19. 19

    Jah Prayzah - Nherera

  20. 20

    Jah Prayzah - Tonight

  21. 21

    Jah Prayzah - Wende

  22. 22

    Jah Prayzah - Dzirere

  23. 23

    Jah Prayzah - Jerusalema

  24. 24

    Jah Prayzah - Kure Kure

  25. 25

    Jah Prayzah - Kwayedza

  26. 26

    Jah Prayzah - Mbwende

  27. 27

    Jah Prayzah - Taura

Miteuro

Jah Prayzah

Baba !
Tambirai Miteuro Yedu
Chimanimani
Yakayeredzwa Nemvura
Takamirira
Mhinduro Musi Waichadzika
Mugamuchire
Shoko Ratakatumira
Baba !

Tambirai Miteuro Yedu
Chimanimani
Yakayeredzwa Nemvura
Takamirira
Mhinduro Musi Waichadzika
Mugamuchire
Shoko Ratakatumira
Baba !
Tambirai Miteuro Yedu
Vamwe Varere
Vari Mutirongo Vasina Mhaka
Vakamirira
Mhinduro Musi Waichadzika
Mugamuchire
Shoko Ratakatumira
Babaaa !
Tambirai Miteuro Yedu
Vamwe Varere
Vari Mutirongo Vasina Mhaka
Vakamirira
Mhinduro Musi Waichadzika
(Yeyeye)
Shoko Ratakatumira
Vanotsanya Varimumakomo
Makati Baba Imi Muchavanzawa
Vanozvinyima Zvekudya Nezvose
Zvinofadza Moyo Nenyama Yavo
Havaneti! Havaneti
Zvamakati Zvirimukati
Anozvinzwa Ndimi Mwari
Negwayana Rechokwadi
Havaneti! Havaneti
Zvamakati Zvirimukati
Anozvinzwa Ndimi Mwari
Negwayana Rechokwadi
Vanotsanya Varimumakomo
Makati Baba Imi Muchavanzwa
Havaneti Ava Havaneti
Yee Ye, Ye Yeee. Ye Ye Yee
Baba
Tambirai Miteuro Yedu
Chimanimani
Yakayeredzwa Nemvura
Takamirira
Mhinduro Musi Waichadzika
Mugamuchire
Shoko Ratakatumira
Baba !
Tambirai Miteuro Yedu
Vamwe Varere
Vari Mutirongo Vasina Mhaka
Vakamirira
Mhinduro Musi Waichadzika
Mugamuchire
Turutu Tutu Kwauya Dutu Reshungu
(Tuturu)
Shungu Mumoyo Muromo Kuti Mwii
Tapererwa
Nyangwe Vane Mbiri Vane Huropi
Vagwadama
Achatipa Mazano Ko Ndiani
Tuturu Tutu
Kwauya Dutu Reshungu
Shungu Mumoyo Muromo Kuti Mwii
Tapererwa
Nyangwe Vane Mbiri Vane Huropi
Vagwadama
Achatipa Mazano Ko Ndiani (Tuturu)
Tuturutu

Tambirai Miteuro Yedu
Chimanimani
Yakayeredzwa Nemvura
Takamirira
Mhinduro Musi Waichadzika
Mugamuchire
Shoko Ratakatumira
Baba !
Tambirai Miteuro Yedu
Vamwe Varere
Vari Mutirongo Vasina Mhaka
Vakamirira
Mhinduro Musi Waichadzika
Yeyeyeyeye
Simba Racho
Rakapera Nemutsanyo
Masangano Taingoti Inzwai Mambo
Aiwa Mambo Tinokumbire Mazano
Huchenjeri Hwamakapa Soromoni
Ha! Simba Racho
Rakapera Nemutsanyo
Masangano, Taingoti Inzwai Mambo
Aiwa Mambo Tinokumbire Mazano
Huchenjeri Hwamakapa Soromoni
(Nevamwe)
Simba Racho
Rakapera Nemutsanyo
Masangano, Taingoti Inzwai Mambo
Aiwa Mambo Tinokumbire Mazano
Huchenjeri Hwamakapa Soromoni
(Nevamwe)
Yeye Yeye Yeye ... (Iyeee) Yeye Yeye. Yeye .. (Iyeee)
Yeye Yeye Yeye... (Iyeee)
Yeye Yeye Yeye ... (Iyeee) Yeye Yeye. Yeye .. (Iyeee)
Yeye Yeye Yeye... (Iyeee)

Playlists relacionadas Ver mais playlists

Momentos

O melhor de 3 artistas combinados